Vatungamiri venyika nomwe dzakabudirira kana kuti G7 vari kutarisirwa nemusi weChina kutanga kuita nhaurirano kuQuebec, Canada wakanangana nekutsvaga nzira dzekubatsira Ukraine iyo yave nemakore ...
Mukuru wemabasa musangano rinomirira vakaremara reDisability Amalgamation Community Trust, VaHenry Chivhanga vanoti pane dambudziko rekuti vanhu vari kushaya han'ya uye havasi kunzwisisa kuti vanhu ...
Muimbi weChidiki Ari Kupisa, Madzimai I Candy, Ofadza Vazhinji muNyika neMusambo Wake weZimdancehall
Muchirongwa chedu chemagitare chesvondo rino tinokupai hurukuro yatakaita nemuimbi,ari kupisa pari zvino akabva kukunda mumakwikwi e 2024 Dancehall Cup Clash, Madzimai I Candy, rekuzvarwa achinzi ...
Tsika yekudzurwa kwedzimba dzakavakwa nemapango nemadhaka dzichinyorwa zvidavado zvakasiyana siyana inonzi yave kuita ichipera nekuda kwekushanduka kuri kuita tsika nemagariro. Asi vakawanda ...
Vakawanda munyika vanoti 2024 igore range risina kumira zvakanaka sezvo bato reZanu PF raitonga nedemo ukuwo bato guru rinopikisa reCitizens Coalition for Change (CCC) rakaparara mushure mekunge ...
Mumwe wevakarwa hondo, VaVictor Matemadanda, vanove mumiriri weZimbabwe kuMozambique, vanoti zuva remagamba iizuva rakavakoshera zvakanyanya. Vamatemadanda vataura mashoko aya kumarinda eNational ...
Varwiri vekodzero dzevanhu vatatu vanoti Muzvare Namatai Kwekweza, VaRobson Chere naVaSamuel Gwenzi vapihwa mukana wekubhadhara mari yechibatiso nedare repamusoro reHigh Court mushure mekupedza mazuva ...
Vamwe vana veZimbabwe vari muSouth Africa vanosanganisira Muzvare Mindy Chiwashira, vaenda kumuzinda weZimbabwe uri muPretoria uko vasiya gwaro renyunyuto pamusoro pemari dziri kunzi dzibhadharwe ...
Misangano yeUnited Nations yakanangana nekushanduka kwemamiriro ekunze iri kuenderera mberi kuBaku, Azerbaijan nhasi pachiyedza kugadziriswa kusawirirana panyaya yekupa nyika dzichiri kubudirira mari ...
Rimwe sangano revarairidzi reAmalgamated Rural teachers Union of Zimbabwe kana kuti ARTUZ rinoti riri kuronga kukwidza mapurisa kumatare richivapomera mhosva yekurova zvakaipisisa imwe nhengo ...
Mutungamiri wenyika yeAmerica VaDonald Trump vakazivisa nezuro kuti mumwe anonzi anopfurikidza mwero wechikwata cheISIS- K, Muhammed Sharifullah ainge abatsira kuuraya mauto eAmerica gumi nematatu ...
Vamwe vaberi vave kumanikidzwa kupa vana vavo michero yemusango nekuda kwekupfunya rusero kwaita nzara mudunhu reMudzi, kuMashonaland East ichibata zvakanyanya vana vadiki Vamwe vanamai vave kupa vana ...
Results that may be inaccessible to you are currently showing.
Hide inaccessible results