Mutungamiri wenyika yeAmerica VaDonald Trump vanoti vatumira nhumwa kuRussia kunotaura nemutungamiri wenyika iyi, VaVladimir Putin nezve kumbomisa hondo kwemwedzi mumwe chete pakati penyika iyi ...
Vatungamiri venyika nomwe dzakabudirira kana kuti G7 vari kutarisirwa nemusi weChina kutanga kuita nhaurirano kuQuebec, Canada wakanangana nekutsvaga nzira dzekubatsira Ukraine iyo yave nemakore ...
Kunyangwe pave nezvimhingamupinyi zvakawanda zvave kusangana nemadzimai pakuyedza kuti pave nekuenzaniswa kwemikana pakati pavo nevanhurume, vari kupinda mumusangano wekugadzirisa matambudzio aya ...
Gurukota rinoona nezvekudyidzana nedzimwe nyika muAmerica VaMarco Rubio vari muJeddah, Saudi Arabia, kumusangano neUkraine wekuyedza kupedza hondo pakati penyika iyi neRussia. Musangano uyu uri kuitwa ...
Mutori wenhau Blessed Mhlanga wekambani yeAlpha Media Holdings inotsikisa mapepanhau eNewsday, Standard neZimbabwe Independent Ute nepfenyuro yeHeart and Soul TV ari kutarisirwa kumira pamberi pedare ...
Mutungamiri wenyika yeAmerica VaDonald Trump vakazivisa nezuro kuti mumwe anonzi anopfurikidza mwero wechikwata cheISIS- K, Muhammed Sharifullah ainge abatsira kuuraya mauto eAmerica gumi nematatu ...
Mutori wenhau Blessed Mhlanga weAlpha Media Holdings inotsikisa mapepanahu akaita seThe Zimbabwe Independent, NewsDay, The Standard nenhepfenyuro yeHeart and Soul TV, Blessed Mhlanga asungwa nhasi ...
Tsika yekudzurwa kwedzimba dzakavakwa nemapango nemadhaka dzichinyorwa zvidavado zvakasiyana siyana inonzi yave kuita ichipera nekuda kwekushanduka kuri kuita tsika nemagariro. Asi vakawanda ...
Vashandi vehurumende vanoshandira kumaruwa vanoti havasi kufara nenzvimbo dzavanoshandira, zvivakwa zvavanoshandira, pavanogara pamwe nemidziyo yavanoshandisa. Vashandi vakawanda vehurumende ava ...
Vagari vemunzvimbo yeHighfield neRugare muHarare, vari kudya gaka neminzwa yaro, vachishora kanzuru yeguta iri nekuda kwemvura yakasviba iri kupota ichibuda mupombi dzavo dzemvura. Asi kanzuru inoti, ...
Mutungamiri wenyika yeAmerica VaDonald Trump nhasi vataura parunhare nemutungamiri wenyika yeRussia VaVladimir Putin vakawirirana kuti nhaurirano dzekupedza hondo dzitange nechimbichimbi. Hondo iyi ...
Mapurisa aburitsa mashoko kuvator venhau padandemutande ravo reX achiti ari kutsvaga murwiri wehondo yerusungunuko VaBlessed Geza. VaGeza vave kupomerwa mhosva dzekuzvidza mutungamiri wenyika, ...
Some results have been hidden because they may be inaccessible to you
Show inaccessible results